Mvura (water) mutuvi usina rairo neruvara. Mvura inogadzirwa panosangana magasi anonzi oxygen ne hydrogen. Mvura yakachena chinhu chinodikanwa kuti pave neupenyu somuziviro watinouita. Mvura iri tii paRinopasi. Kunonzi zvikamu zvinodarika mazana masere kubva muzana (70%) cheuso hwePasirose chakavharwa nemvura yegungwa. Mvura inowanikwa munzvimbo nemhando dzakasiyana-siyana: kunyanya mumakungwa.

Water droplet blue bg05.jpg

Kunonzi munhu anokwanisa kurarama mazuva anodarika masere (7) asina kudya asi zvinorema kuti ararame nguva yakadai asina mvura.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Mururimi rweChewa neDigo vanoti madzi (water) achireva mvura.
  • VaGanda vanoti madzi (water, sap, juice) achireva mvura.
  • VaMambwe vanoti linzi (water) kureva mvura.