Mudiwa (beloved, darling, sweetheart) zvinoreva munhu waunoda. Shoko iri rinonyanyo taurwa pakati pamunhurume nemunhukadzi vanodanana.

Mamwe MazwiEdit

Mazwi eBantuEdit

  • Vanotaura Kinyarwanda vanoti urukundo (love).
  • VaShambala vanoti kukundana (to like each other).
  • Vatauri veKiikizu vanoti ubhwenzi (mutual love, congeniality).
  • Vatauri veSwahili vanoti upendano (mutual love, congeniality). Mamwe mazwi: mpenzi (lover, beloved) kureva mudiwa.
  • VaKongo vanoti zolana (n. mutual love or affection) kureva kudanana kana kushuvana. Mamwe mazwi: nzolwa (the beloved) kureva mudiwa kana mudikani.
  • VaKongo vanoti luzolo (kindly feeling, benevolence, right feeling towards, faithfulness in service or friendship; great desire, and so aim, purpose, will).
  • VaBemba vanoti umutemwika (beloved) kureva mudiwa.
  • VaUmbundu vanoti ocisola (n. love) kureva rudo.