Marasha

Iri idombo rine mavara akasiyana zvichienderana nemhando yacho. Dombo rinowanikwa muZimbabwe ritemba remhando inonzi bitumious paChirungu. Parizvino rinocherwa kuHwange, Chiredzi ne Beitbridge pamugodhi unonzi Tuli. dombo iri sinowanikwawo kuSengwa.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti ilahle (n. cinder; partially burnt piece of coal or wood) vachireva marasha.
  • VaBemba vanoti malasha (n. coal) vachireva marasha.

Zvinyorwa ZvinotodzanaEdit