Sengwa izita yedunhu rinowanikwa muZimbabwe, iri chikamu cheGokwe kuMidlands.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti sengwa (1. Be milked; 2. Be rich in milk, yield milk heavily) vachireva kukamiwa mukaka. Sokuti: Lenkomo iyasengwa kureva mombe iyi ine mukaka wakawanda.
  • MaZulu vanoti insengwakazi (Heavy-milking cow, one that gives an abundant supply of milk) kureva mombe ine mukaka wakawanda.
  • VaHerero vanoti sengua kana roua (accursed; to be bewitched) apa kureva kutuka nehuroyi. Herero vanoti senga (curse) apa kureva kutuka nehuroyi.
  • VaHerero vanoti okusenga kana okutukana (accursed; to be bewitched) apa kureva kutuka nehuroyi.