Mhumburu
- Mhumburu apa kureva chinhu chizere chisina kudimburwa kana kuwedzerwa. Sokuti shato inokwanisa kumedza mhembwe mhumburu.
- Mhumburu apa kureva nhamba dzizere dzisina musarirwa kana dimbu - sokuti 1, 2, 3, 4, 5...... zvichingodaro.
- Mhumburu (1. Naked person, ) apa zvichireva munhu asina kupfeka.
- Mhumburu (Exposed object) one generally kept in box or receptacle).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |