Mhumburu (tambo)
Pakurukwa kunoitwa tyava mhumburu imhando yetyava chinorukwa netambo dzemakavi mana chinobuda chakanatsa kuurungana mativi ose. Mhumburu yakasiyana negurumbindo rinorukwa nemakavi matatu, gurumbindo rinobuda rakaita rupandi kana kuti mhande - strip. vamwe vatauri vanoti gurumbiro.
- Bote, rupote kana mapote (Stout woven rope. Cincture, gird; cord) apa kureva tambo yakarukwa inosungwa yakapotera muchiuno.
- Rutsiki, rukusha kana husha (lash of whip; the flexible part of a whip).
- Gashu (rope of twisted bark of four strands). Ndipo panobva izvi rokuti makashu. Jesu vandidambura makashu.