Kurira (make a sound, cry, weep) zvinoreva kuburitsa izwi rechinhu chiri kutaura kana kuridzwa.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Kuridza (to be sounded; to play an instrument).
  • Kuridzwa (to be sounded).
  • Kuridzisa (used to sound; sound to loud or too much).

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaSwahili vanoti kilio (make a sound, cry, weep) vachireva kurira.
  • VaChewa vanoti kuomba (to sound) vachireva kuomba.
  • VaChewa vanoti ombeza (cause to sound or rattle) vachireva kuombedza.
  • VaChewa vanoti kuomba (to shake, beat or rattle; to sound a trumpet; blow a horn; ring a bell; beat a drum; clap the hands; to thresh corn) vachireva kuomba.
  • VaHerero vanoti posa (to ring; to sound) vachireva saundi.
  • VaHerero vanoti ombosiro kana okuposa (n. sound) vachireva saundi.
  • VaYao vanoti lilowe (n. sound) kureva izwi. Ko mazita anonzi Murowa naMarowa?