Izwi
Kuona zvimwe zvirevo ringai: Izwi (tsauranisa chirevo)
Izwi (kureva voice) kureva kuomba kwemunhu paanotaura achivhura muromo.
Mitauro ye Chibantu
chinjirudza- Lenje vanoti liswi kana maswi (sound - articulate or other; cry; voice; word) kureva izwi.
- VaLenje vanoti mwambo (word, utterance, speech) kureva izwi, kana kutaura. VaRwanda vanoti ijwi (n. voice) kureva izwi.
- VaKongo vanoti ezu (sound; report of a gun; echo) kureva izwi. Mamwe mazwi mazu (noise) zvichireva ruzha.
- VaGwere vanoti kigambo (word) zvichireva izwi kana shoko. VaGanda vanoti kigambo (affair, matter, word) vachireva mhaka?.
- Kimbundu vanoti rizui (n. voice) kureva izwi. Umbundu vanoti lilowe (a sound; a word; a voice) kureva izwi.
- VaTaita vanoti iwaka (n. voice) kureva izwi. Kimbundu vanoti rizui (n. voice) kureva izwi.
- VaLamba inoti ishiwi (n. voice, sound, utterance; cry of any kind) kureva izwi.