Rutivi kana divi (side).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLenje vanoti luwali kana mbali pahuwandu (side position, side) vachireva rutivi.
  • VaGwere vanoti mbale (edge, side, periphery, border, riverbank, road shoulder) vachireva parutivi. Sokuti: ku mbale (alongside, on the side).
  • VaChewa vanoti mbali (side; edge; rim) vachireva parutivi - sokuti pa mbali ya-. VaKagulu vanoti upande (side) vachireva rutivi kana divi.
  • Baila vanoti imbadi (side) vachireva rutivi. Mazwi anotodzana: kumbadi, mumbadi, ambadi