Dova (dew in English) zvinoreva madonhwe emvura anowanikwa pazvinhu zvitete sokuti mashizha, huswa nezvimwewo. Dova rinoonekwa munguva yemangwanani kana husiku. Kunze pakunenge kwotonhorera nguva yehusiku, mashizha anorasa madziya otanga kutonhora - ipapo hunyoro huri mumhepo huno bundira huchiva madonhwe emvura pamashizha.

Dova riri pashizha

TsikaEdit

  • Rwizi haruzarizwi neveto.
  • Mvura inosarira pahuswa mushure mekunge kwanaya inonzi shero, veto kana beto - iyi inotaridzika sedova asi isiri dova.

Mitauro yeBantuEdit