Shizha kana shakani kuChiNdau (leaf in English) inhengo yedzinde inonyanya kuwanikwa neruvara rwe green kana isati yaoma. Nhengo iyi ndiyo inogadzira chikafu chinodiwa nedzinde kuchishandiswa simba rinobva muchiedza chezuva kubatanidza carbon dioxide nemvura.

  • Depo kana matepo (1. Long leaf; 2. Any long swaying object) sokuti - Matepo etsunga: large tsunga leaves.
  • Zani (a leaf or the spathes that wrap a mealie cob) Kureva mashizha kana mashing anoputira muguri wechibage.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • Venda vanoti dala (green). Sokuti: Muroho ndi mudala (Relish is green). Tshikete tshidala (Green skirt).
  • VaLozi vanoti butala (n. greenness. green colour: butala bwa matali). VaLozi vanoti butala bwa matali (the greenness of leaves).
  • Nsenga vanoti chitepo (n. leaf) kureva shizha. VaTonga vanoti matevwu (n. leaves) kureva mashizha.
  • VaMbugwe vanoti sambe (leaf, grass) kureva mashizha kana huswa. Ndebele vanoti amahlamvu kureva mashizha.