Matepo izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Depo kana matepo (1. Long leaf; 2. Any long swaying object) sokuti - Matepo etsunga: large tsunga leaves.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaLozi vanoti tepa (to become loose; to hang down: to sag) zvichireva kuva depute. Mamwe mazwi: -tepuka (v.i. to hang down) zvichireva kutepuka.
  • VaLozi vanoti -tepeta (v.i. to be loose distended; to be slack - of person) zvichireva kuregedzera.
  • Nsenga vanoti tepuka (be flexible, bend).