Chibhunu
|
Unonzizve:
|
Chiafurikaanzi, Chimwanadhachi
|
Ichizvarwa che:
|
Afurika Chamhembe, Namibhiya
|
Vatauri:
|
|
Vatauri
vokuzvarwa:
|
7.2 miriyoni (2016)
10.3 miriyoni
- L2 vatauri vechipiri muSA (2002)
|
Mhuri ye
mutauro:
|
Chiindo-Yuropu
|
Mhando dze
Kare:
|
Chifurenkishi (frankish)
|
Keruro ye
kunyoresa:
|
|
Fomu
rokudhindwa:
|
Signed Afrikaans
|
Stasi yo Uhofisi:
|
Mutauro we
chihofisi:
|
Afurika Chamhembe
|
Unoremekedzwa
ku:
|
Namibhiya
|
Regulated by
|
Die Taalkommissie
|
Makhodhi e mitauro
|
ISO 639-1
|
af
|
ISO 639-2
|
afr
|
ISO 639-3
|
afr
|
Glottolog
|
afri1274
|
Linguasphere
|
52-ACB-ba
|
|
Chibhunu (nge. Afrikaans; zvichireva kuti Mwafurika), kana Chimwanadhachi, mutauro weChidhachi chemadokero unotaurwa kuAfruika Chamhembe, Namibhiya, uye, kuushoma kuVutswana, Zambia, uye Zimbabwe. Yakakura kubva pa Chidhachi cheHolland (mutauronyina we Chiholandi) unotaurwa ne Vayuropu (Chidhachi, Chifurenji, uye Chijerumani) vakagara ne varanda vavo muAfurika Chamhembe, kwayakatanga kukura zvakasiyana muzanagore rechi 18. Chibhunu unofungirwa kuva Chikreole asi chechishoma kwete chizhinji.