Mazwi Akabva kuAfrikaans
Munozviziva here kuti mamwe mazwi nemazita echiShona akauya kubva kuSouth Africa nevanhu vemuno vakanga vaenda kunoshanda kumigodhi yegoridhe? Mamwe mazwi nemazita emutauro wechiAfrikaans atakagashira kuti ave mumutauro wedu ndeanoti:
- baadjie - Bhachi (jacket).
- Kerk – kereke (chechi)
- Sout – sauti (munyu)
- Hemp – hembe (Shirt).
- Voetsek – pfutseki
- Tafel tafura (table).
- Sjambok – chamboko (tyava)
- Doek - dhuku uureva jira rinosungwa mumusoro nevakadzi.
- Kombers - gumbeze kureva jira rokufuga pauriri.
- Jaart - jaradha kana majaradha, (Long building.Block of flats).
- Jas - jasi (Greatcoat).
- Juk - joko kana majoko (Yoke).
- jong os - jon'osi (trek ox that is untrained or in the process of being trained).
- Kamer - kamuri (room a building, chamber).
- kalk - karaga (whitewash).
- kalkoen - karikuni kana ngarikuni (turkey).
- kommetyie - komichi (cup for drinking).
- knoop - konobho kana bhatani (button).
- koring - koroni (wheat).
- gars - magorosi (barley or wheat field).
- lappie - marabhi (Patchwork (e g bedspread made from small pieces of material).
- beker - mbenge (Small bowl- generally for drinking).
- bietjie - mbichana, mbichani, mbijana kana mbijani (Small amount or short distance).
- mes - mesa kana mhesva (pocket knife).
- muil - meura Mule) kureva nyurusi. Chimeura izita remhuri.
- betaal - kubhadhara (pay) zvichireva kuripa.
- baken - bhakani kana mabhakani (Beacon for identification of field).
- band - bhande kana mabhande (Belt).
- baas - bhasa kana bhasi (Boss).
- byl - bheura kana mabheura (Large axe - including Canadian type).
- boorgat - bhorani (Borehole).
- broek - bhurukwa kana mabhurukwa (Pair of trousers).
- tjalie - jari kana chari (Shawl).
- gif - chepfu (Poison).
- baksteen - chidhinha (Brick).
- sker - (chigero) (Scissors.
- sweep - chihwepu kana Chiwepu (Whip) kureva tyava.
- lepel - chihwepura (Dessert spoon).
- skei - chikei (Yoke-pin).
- skip - chikepe kana chikepi (Boat. Ship).
- skelm - chikerema (Dangerous person or thing).
- skojfel - chikoforo (Cultivator - agricultural implement).
- skuld - chikwereti (Loan) kana kuti Square it kuEnglish.
- Engels - chiNgezi (English language, custom manner, etc).
- spyker - chipikiri (Nail) kureva hoko.
- saal - chisharo kana chityaro (Saddle e.g. of bicyde).
- aartappel - dapiri kana matapiri (Potato).
- Disselboom - dhazibhomu, dhezibhoma kana madhezibhoma.
- draad - Dhiraho kana dhirau (String).
- venster - fafitera (Window).
- kwaai man - gwaimani (old trek ox; trek ox) zvichireva nzombe.
- onderrok - hairoko (Petticoat).
- garing - harani (Cotton thread).
- hoop - hobho (heap) kureva dutu.
- otjie - hochi (pig) kureva nguruve.
- hoer - hure (whore; Live, or act, as prostitute).
- duur - Kudhura (expensive).
- vasgehaak - Kufasa (to become jammed - as a saw in timber; to be stuck - as a vehicle in sand; to be blocked).