Tafura (table in English) chiwumbwa chine uso hwakati chechetere huri pamusandarara chinoshandiswa kugadzika ndiro kana vanhu vachidya.

Tisch.png

TsikaEdit

  • Munondigadzirira tafura pamberi pevavengi, ivo varipo - ishokorakataurwa neumwe aivimba naMwari kuti vanomurwira pamberi pevavengi vake.

Mitauro yeBantuEdit