Musandarara

Muchidzidzo chePimanyika , shoko rokuti musandarara (horizontal in English) rinoreva uso kana mutsetse wakamira wakati chechetere sepamusoro pemvura yakagadzikana.

Mitauro yeAfrikaEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Chewa neIla vanoti kusalala (flatness, even - of road) kureva musandarara. Mamwe mazwi: salala (to be straight, to be smooth, trim, pretty - of anything).
  • Ila inoti salala (be of good character, good, trustworthy, guileless, pure) kureva kururama. Nyakyusa vanoti ukusaala (to be happy, become happy) kureva kufara.
  • Tem vanoti sáárá (equal, even, smooth) kureva kuenzana. Mamwe mazwi: sáárátɩ (equality; parity, evenness, straight). Lenje inoti salala (be bare, clear, open).