Tem
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Tem vanoti baabá (n. father; respectful term for an old man) kureva baba. Mamwe mazwi:
- Tem vanoti bɩnɩ́ (v. be long; be slender) kureva kureba. Mamwe mazwi: bɩnɩmɩ́nɩ (n. length).
- Tem vanoti bɩsɩ́ (v. turn, return, change, become) kureva kupinduka. Fananidzai nokuti kupishana?
- Tem vanoti cokoto (n. cheeky). Fananidzai nokuti Machokoto?
- Tem vanoti fúkúmísi (n. constraint; coercion; duress; restraint; imposition). Fananidzai nokuti kufukumisa?
- Tem vanoti furuú (n. 1. bag; 2. condom; 3. folder) kureva furu. Mamwe mazwi: furuú (n. fan, soft bellows) kureva chipepera kana mvuto.
- Tem vanoti gáráwʊ́ (n. marble, tile, breakable plate) kureva fendefa kana ndiro yedhaga. Fananidzai nokuti Makarau?
- Tem vanoti jifa (n. a dead thing) kureva chakafa. Mamwe mazwi: kaabɩɩzɩ́tɩ (n. inability, inability, incapacity, unfitness).
- Tem vanoti kɩzáwʊ (n. scabies) kureva mhezi. Mamwe mazwi: koobíre (n. family, relatives, household).
- Tem vanoti kotí (v. to pick up; gather). Fananidzai nokuti mugoti?
- Tem vanoti tɛ́lɛ́lɛ́ (n. plate; flat; level, straight).
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Tem vanoti alɩbárɩ́ka (n. benediction; advantage) kureva ropafadzo. Mamwe mazwi: bɛ́ɛ́rɛ kureva mukomakadzi kana mukomarume.
- Tem vanoti alɩbása (n. onion) kureva onyenzi. Fananidzai nokuti Chivasa?
- Tem vanoti báárʊ (n. news) kureva nhau. Mamwe mazwi: bam (n. circumcision) kureva kuchecheudzwa.
- Tem vanoti biti (n. confusion, worry, astonishment) kureva gangaidzo kana kushamisika.
- Tem vanoti (n. laziness, idleness, sloth) kureva nungo. Mamwe mazwi: bɩɩzɩ́tɩ (n. capacity, ability, power).
- Tem vanoti bɩná (n. excrement) kureva tsvina. Mamwe mazwi: bʊ́ʊ́rɛ (n. stone, pebble).
- Tem vanoti buwá kana búúzi pakuwanda (n. river) kureva rwizi. Mamwe mazwi: tɛ́m (v. finish).
- Tem vanoti ciro (n. antimony). Mamwe mazwi: cókúre (n. small round huts found in villages).
- Tem vanoti cɔwʊrɛ (1. state, appearance, posture) kureva chimiro kana mamirire.
- Tem vanoti curucuruku (n. cascade). Mamwe mazwi: ɖaá (v. start, begin, commence).
- Tem vanoti ɖáámá (n. time, times) kureva nguva. Mamwe mazwi: fúle (n. larve).
- Tem vanoti furísi (n. chief's guard). Mamwe mazwi: furúsi (n. bodyguard).
- Tem vanoti fúti (n. waste, residue). Mamwe mazwi: fuúle (n. dumping ground; disposal).
- Tem vanoti fúúle (n. submission; subjugation; deference; obedience; conformity) kureva kuzvisa pasi?
- Tem vanoti fuwá (n. pregnancy) kureva pamuviri. Mamwe mazwi: fʊʊrʊ́ʊ (n. lung) kureva mapapu.
- Tem vanoti fʊʊrɩ́ (v. agonize) kureva kushushikana. Mamwe mazwi: fʊʊrʊ́ (n. judge) kureva jaji.
- Tem vanoti gaabá (n. rivalry) kureva daka?. Mamwe mazwi: gaabá-dʊ́ʊ (n. rival). Fananidzai nokuti Gavanga?
- Tem vanoti gúúta (n. shoe) kureva shangu. Mamwe mazwi: halálɩ (n. property, estate, homestead).
- Tem vanoti háálɩ́ (n. behaviour, conduct, demeanor, attitude) kureva hunhu. Mamwe mazwi: kaanɩŋá (n. cold).
- Tem vanoti kaɖaa (adj. first, prime, initial, premier) kureva chekutanga. Mamwe mazwi: kajaŋá (n. tray, pan, plateau).
- Tem vanoti kangara (n. Monolithic monument which bears an inscription, carved ornaments) kureva mujeki?
- Tem vanoti kayɩká; kayisi pakuwanda (n. trap) kureva muteyo unenge duwo. Mamwe mazwi: kiriwé (n. encirclement, surrounding, enclosure).
- Tem vanoti kɔńɖɛ́ (v. come, arrival) kureva kuuya. Mamwe mazwi: máása (n. corn fritter).
- Tem vanoti maazɩ́ (v. think, imagine, measure, weigh, evaluate, test). Mamwe mazwi: maazɩrɛ (n. thinking, thought, idea).
- Tem vanoti malááyɩ́ka (n. angel) kureva ngirozi. Mamwe mazwi: nyɩ́ngáázɩ (acidity, sourness, tartness).
- Tem vanoti rawʊ́ (next) kureva chinotevera. Mamwe mazwi: nyárawʊ́ (n. neighbor).
- Tem vanoti sáátɩ (time, moment ) kureva nguva. Mamwe mazwi: sɛ́ɛ́rɛ (n. flamboyant).
- Tem vanoti taká (n. creation) kureva kusika. Mamwe mazwi: tasa (n. basin).
- Tem vanoti toló toló kana toló tolówá pakuwanda (n. turkey) kureva ngarikuni.
- Duramazwi remutauro uyu rinowanikwa paWebonary.org.