Jaji izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Gibson Jaji; Francis Jaji; Gratitude Jaji; Benhilda Jaji.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaKabwa vanoti jaaji (grandfather) kureva sekuru. Jaji izita remhuri.
  • VaKabwa vanoti jaaji kibhura taata (paternal grandfather) kureva sekuru vakazvara baba.
  • VaKabwa vanoti jaaji kibhura maayi (maternal grandfather) kureva sekuru vakazvara amai.
  • VaGungu vanoti jaaji kana majaji (n. second hand clothing) kureva zvipfeko zvitsaru.