Mugoti chimuti chakavezwa chakapamhama kudivi riri zasi chinoshandiswa pakubika sadza nezvimwe zvibikwa zvinoda kukurungwa kana kumonwa.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Cherechedzai zvakanyorwa pamitauro yeAfrika iri pasi iyo.

  • Luwanga inoti okhukotola (v.int. turn aside from the path; go around a bend) kureva kutsambuka. Kikongo vanoti koteka (to bend, bend back, fold a joint).
  • Duala inoti mukoto (n. curve; winding) kureva kukota. Kimbundu vanoti -koteka (n. bend) kureva kukoteka.