Kihaya kana Haya rurimi rweBantu runotaurwa munyika yeTanzania.

Mazwi Anotodza Shona chinjirudza

  • Kihaya inoti omubili (body) kureva muviri.
  • Kihaya inoti okulya kana kulya (to eat) kureva kudya.
  • Kihaya inoti elisho (eye) kureva ziso.
  • Kihaya inoti obuso (face) kureva chiso.
  • Kihaya inoti omunwa (mouth) kureva mukanwa.
  • Kihaya inoti elino (tooth) kureva zino.
  • Kihaya inoti omukono (arm) kureva ruwoko.
  • Kihaya inoti enkokora (elbow) kureva gokora.
  • Kihaya inoti kyala (finger) kureva chara kana munwe.
  • Kihaya inoti empambo (nails) kureva nzara.
  • Kihaya inoti ekifuba (chest) kureva chipfuva.
  • Kihaya inoti enyama (meat) kureva nyama.
  • Kihaya inoti amabele (breasts) kureva mazamu.
  • Kihaya inoti omwoyo (heart) kureva moyo.
  • Kihaya inoti okulota (to dream) kureva kurota.
  • Kihaya inoti endoto (dream) kureva chiroto.
  • Kihaya inoti kulwala (to be sick or ill) kureva kurwara.
  • Kihaya inoti kuzimba (to swell) kureva kuzvimba.
  • Kihaya inoti kuzala (to give birth) kureva kuzvara.
  • Kihaya inoti kugenda (to go) kureva kuenda.
  • Kihaya inoti kulinda (to wait) kureva kurinda.
  • Kihaya inoti okutuma (to send someone) kureva kutuma.
  • Kihaya inoti omuntu (person) kureva munhu.
  • Kihaya inoti omugenyi (guest) kureva mweni.
  • Kihaya inoti mae (mother) kureva amai.
  • Kihaya inoti kwenda (to love, to like) kureva kuda.
  • Kihaya inoti malumi (uncle) kureva sekuru hanzvadzi yaAmai.
  • Kihaya inoti omurongo (twin) kureva mapatya.
  • Kihaya inoti omuntu mukulu (adult) kureva munhu mukuru.
  • Kihaya inoti omugumba (childless woman) kureva mukadzi asina mwana.
  • Kihaya inoti omukadzi (woman) kureva munhukadzi.
  • Kihaya inoti kushoma (to read) kureva kuverenga.
  • Kihaya inoti kulwana (to fight, to quarrel) kureva kurwa.
  • Kihaya inoti okukwasa kana kutola (to get) kureva kukwasha kana kutora.
  • Kihaya inoti kushoma (to read) kureva kuverenga.
  • Kihaya inoti kuzana (to play) kureva kutamba.
  • Kihaya inoti kwombeka (fire) kureva moto.
  • Kihaya inoti omuriro (to laugh) kureva kuseka.
  • Kihaya inoti amakala (charcoal) kureva makara kana marasha.
  • Kihaya inoti kulima (to dig) kureva kutimba kana kurima.
  • Kihaya inoti embwa (dog) kureva nyoka.
  • Kihaya inoti enjoka (snake) kureva imbwa.
  • Kihaya inoti obuta kana akata (bow) kureva uta.
  • Kihaya inoti okulisa (cattle keeper; pastoralist) kureva murisi kana mupfuyi wemhuka.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Kihaya inoti omutwe (head) kureva musoro.
  • Kihaya inoti obwongu (brain) kureva huropi.
  • Kihaya inoti kulamula (to judge) kureva kutonga mhosva.
  • Kihaya inoti amateeka (law) kureva mutemo.
  • Kihaya inoti kuandika (to write) kureva kunyora.
  • Kihaya inoti okushora (to harvest) kureva kukohwa.
  • Kihaya inoti kwita (to kill) kureva kuuraya.
  • Kihaya inoti enyana (calf) kureva mhuru.
  • Kihaya inoti empiri (cobra) kureva nook inonzi nyamafingu?.
  • Kihaya inoti okuteekamu (to put in) kureva kuisa munzvimbo.
  • Kihaya inoti kubanza (to start) kureva kutanga.
  • Kihaya inoti kumala (to finish) kureva kupedza kana kupera.
  • Kihaya inoti kukola (to work) kureva kushanda.
  • Kihaya inoti kuhalala (to fly) kureva kubhururuka.