Mhuru (calf in English) izwi rinoshandiswa kutaura mwana wemhuka dzinosanganisira mombe, nzou; nyati nedzimwewo. Mhuru inotaurwa kazhinji pamhuka dzine mumhu mukuru.

  • Kugombera (prevent calf from sucking while milking the cow) kureve kudzivisa mhuru pakuyamwa munguva yekukama mhou. Anoita izvi anonzi mugomberi. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Gombera naMugomberi?
  • Kukondodza (Continue to suckle a calf after the time at which it should have been weaned). Mombe inokondodza haipfumisi.
  • Nhenjana (n. a small calf).
Mhuru yemhando inonzi Hereford

Tsumo chinjirudza

  • Mugomberi wemhuru anopihwa mutuvi: zvichireva kuti wese anoita pasa ane kodzero yemuripo.
  • Wachemedza mhuru unohandaidza nyina ichibva kumafuro: if you make the calf hawl you make its mother come hurriedly from grazing.

Mazwi eBantu chinjirudza