Kuenda (to go) zvinoreva kubva pauri wakananga kumwe.

Mammwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Swahili vanoti endesha (cause to go) kureva kuendesa. VaSwahili vanoti enza (causative of end) kureva kusakisa kuenda.
  • Swahili vanoti enza (1. set in motion, start; 2. steer, conduct, lead a meeting; manage, operate a business; 3. carry out a plan).
  • Giryama vanoti kwenda (to go) kureva kuenda. VaGiryama vanoti hinde (let us go) vachireva handei.
  • Giryama vanoti ku-hamba (v. travel) vachireva kuenda rwendo. VaGiryama vanoti muhambi (n. traveller) vachireva murwendo.
  • Mbugwe vanoti feta (v. to go; go away; pass) kureva kuenda. Mamwe mazwi: fetera (v. pass).