Nzombe, gwaimani kana kuti dhonza imombe hono yakapingudzwa kuti ikwanise kushanda basa rekurima. Nzombe dzinoshandiswa pakurima negejo, kudhonza ngoro, nekupura zviyo.

TsumoChinjirudza

Mitauro yeBantuChinjirudza