Nzombe

(runangakatsva kubva kuNgavi)

Nzombe, gwaimani kana kuti dhonza imombe hono yakapingudzwa kuti ikwanise kushanda basa rekurima. Nzombe dzinoshandiswa pakurima negejo, kudhonza ngoro, nekupura zviyo.

Nzombe dzeZebu kuMumbai, India.

Tsumo chinjirudza

Mitauro yeBantu chinjirudza