Open main menu

Bhatani chikopero chezvipfeko chine basa rokuti chipfeko cigare chakavharika panzvimbo inofanirwa kuvharika. Mabhatani anogadzirwa nesimbi, muti, plastic kana zvimwewo.

Mitauro yeBantuEdit