Rusununguko

Rusununguko (freedom, independence) kureva kuzvitonga pasina rumwe rudzi rwakakudzvanyirirai. Rusununguko rweZimbabwe runopembererwa musi wa April 18 gore negore.

Mitauro yeBantuEdit