Shoko rokuti masunda (Backwards motion) rinoreva kufamba munhu achidzokera shure akadungamidza gotsi kwete chiso. Nekumwe kutaura masunda anonzi nhendashure kana chamagotsi.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Rega kubuda mumba namasunda: do not walk out of the house backwards.
  • Zvino Shem naJaphet vakatora chokufuka, vakachiisa pamapfudzi avo vari vairi, vakahamba ngefundamutete, vakafukidza utitinini hwababa avo ... (Genesis 9:23 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kimbundu vanoti musúnda (converse; opposite; act or effect contrary to the natural order of things).
  • Kimbundu vanoti kúkàla musúnda (contrary; converse; opposite; counter; reverse; adverse).