Tatu kana nhatu inhamba inotevera piri

3

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti isithathu (adj. The third place, the third) vachireva chitatu..
  • MaZulu vanoti ubuthathu (n. The state of being three, triple). vachireva hutatu.
  • MaZulu vanoti ubuthathu (n. The Trinity) vachireva Hutatu hwaMwari.