Zhizha (ku Chingezi: summer; rainy season) kana zhezha inguva inonaya mvura vanhu vachizodyara mbesa muminda. Shiri dzinotevera kudziya nekunaya dzinouyawo dzichibva kure.

Tempereti zoni ye Maodzanyemba
Mwaka we Astronomical 21 Chikumi – 23 Gunyana
Mwaka we Meteorological 1 Chikumi – 31 Nyamavhuvhu
Mwaka we Solar (Celtic) 1 Chivabvu – 31 Chikunguru
Tempereti zoni ye Chamhembe
Mwaka we Astronomical 22 Zvita – 21 Kurume
Mwaka we Meteorological 1 Zvita – 28/29 Kukadzi
Mwaka we Solar (Celtic) 1 Mbudzi – 31 Ndira

Mamwe mazita

chinjirudza

Maenza, zienza, zhizha kana zhezha - ndiwo mazita ese anoshandisirwa pamusoro peZhizha.

Mashoko ekuti Maenza kana Zienza arikushandisirwa kumirira mwaka wemvura - rainy season/wet season.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza
  • Kutuk inoti kiser (n. the beginning of the rainy season) kureva munhuruka. Mamwe mazwi: jawe (n. the rainy season, and when everything grows).
  • VaLenje vanoti mainsa (rainy season; period of heavy rains November to March) kureva maenza.
  • Baila neNsenga vanoti mainza (summer, rainy season. November to March) kureva maenza.
  • Taabwa vanoti mainza (n. rainy season) kureva maenza. Mamwe mazwi: kuinzisya (v. to be in full swing; to be at your best).
  • Chewa inoti dzinja (n. rainy season) kureva zhizha. Kwanyama vanoti -ziza (adj. green).

Mamwe mapeji ekutarisa

chinjirudza