Kutuk
Bari kana Kutuk mutauro unowanikwa kuSouth Sudan, Uganda, neCongo, Kinshasa.
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza- Kutuk inoti gom (to surround, to encompass.) kureva kukomba. Mamwe mazwi: gombu (n. to surround (especially with a hedge).
- Kutuk inoti mandu (v. to hate) kureva kuvenga. Fananidzai nokuti mhandu?
- Kutuk inoti gworo (n. throat, windpipe) kureva huro. Mamwe mazwi: si (n. honey) kureva huchi.
- Kutuk inoti gwuru (n. turf, sod, plot of grass.). Fananidzai nokuti maguru (n. tripe).
- Kutuk inoti kudik (adj. little) kureva diki. Mamwe mazwi: lututu (n. storm) kureva dutu.
- Kutuk inoti kata (n. the interior, inside; (2) adv. inward, within, interior) kureva mukati.
- Kutuk inoti monye (n. father, master) kureva baba kana tenzi. Mamwe mazwi: monye-mede (n. master of the house).
- Kutuk inoti tote'ra (v. to satiate, saturate). Fananidzai nokuti kutota?
- Kutuk inoti kiser (n. rainy season) kureva zhizha. Mamwe mazwi: jawe (n. time of rain and increase).
- Kutuk inoti kwadd kana kwadde (v. to honour, to respect, to praise) kureva kuremekedza kana kurumbidza. Fananidzai nokuti chokwadi?
- Kutuk inoti gwe (n. fun, joke). Fananidzai nokuti jee?
- Kutuk inoti gwon (v. to be, to remain). Fananidzai neNdebele inoti bakhona kureva varipo.
Mamwe Mashoko
chinjirudza- Kutuk inoti Ngun (n. God. From to'-ngun = to surpass, to be the highest.) kureva Mwari.
- Kutuk inoti kanga (courageous, fearless) kureva kusatya. Mamwe mazwi: kanga (strong, powerful, courageous; (2) angry, wrathful).
- Kutuk inoti ngode (crooked) kureva kukombama. Mamwe mazwi: kwaru (n. leopard) kureva mbada.
- Kutuk inoti gwea (n. family, tribe, custom, use, habit) kureva mhuri. Mamwe mazwi: bura ( good, right, very).
- Kutuk inoti kita (n. employment, labour, work) kureva mushando. Mamwe mazwi: roro (the voice).
- Kutuk inoti kinga (n. year) kureva gore. Mamwe mazwi: gweja (to make, to form, to build, to create ; (2) to beget, to produce).
- Kutuk inoti kola (n. urine) kureva weti. Fananidzai nokuti mukodzo. Mamwe mazwi: mushenge (n. marrow, vegetable).
- Kutuk inoti dome (n. mass, crowd, heap) kureva mhomho. Mamwe mazwi: kungu (knee) kureva ibvi.
- Kutuk inoti domba (v. to steal upon, to surprise a wild animal) kureva kunyangira.
- Kutuk inoti doto (v. to sleep) kureva kukotsira. Mamwe mazwi: gure (n. pigeon, dove).
- Kutuk inoti dumba (v. to cheat, to deceive) kureva kunyengedza. Mamwe mazwi: gwore (n. fox).
- Kutuk inoti dyang (n. famine.) kureva nzara. Mamwe mazwi: gege (never).
- Kutuk inoti lom (n. side, loins, hips) kureva divi. Mamwe mazwi: kunyar (to take care).
- Kutuk inoti loro (n. a brook) kureva rukova. Mamwe mazwi: gege (n. penthouse, shelter).
- Kutuk inoti longe (n. information) kureva mashoko kana hurongwa.
- Kutuk inoti longgwe (n. shell, muscle.) kureva goko kana mhasuru. Mamwe mazwi: fitake (n. neccklace).
- Kutuk inoti jore (many, full, much, abundance, many) kureva zhinji. Mamwe mazwi: ngaddu to increase in size or bulk).
- Kutuk inoti kulya (v. to talk, to speak.) kureva kutaura. Mamwe mazwi: ngeman (to be green) kureva kuva grini.
- Kutuk inoti ngato (sole of the feet of elephants and hippopotamus.) kureva chitsiko chegumbo renzou kana mvuu.
- Kutuk inoti nakwan (woman, wife) kureva mukadzi. Mamwe mazwi: kwongo (eyebrow).
- Kutuk inoti lo'jere kana na'jere (adj. brown) kureva brauni. Mamwe mazwi: farara (n. light, flame, candle).
- Kutuk inoti lobod (the north) kureva maodzanyemba kana nothi. Mamwe mazwi: loki (adj. the south) kureva chamhembe.
- Kutuk inoti dika (sore, wound, hurt) kureva ronda. Mamwe mazwi: kwokwo (n. meal).
- Kutuk inoti yafa (n. moon) kureva mwedzi. Mamwe mazwi: yafa-jore (n. full moon).
- Kutuk inoti kore kana ko'ra (v. to divide, to share.) kureva kugova.
- Kutuk inoti konga (n. flying termites.) kureva ishwa. Mamwe mazwi: faran (n. daylight, midday, at noon).
- Kutuk inoti konge (n. eye) kureva ziso. Mamwe mazwi: konge (n. fruit (especially of a tree).
- Kutuk inoti tore (n. son, descendant - also of animals) kureva mwanakomana kana mwanarume.
- Kutuk inoti goro (animal pen, stable; hurdle). Mamwe mazwi: murye; lo'murye (adj. blue) kureva blu.
- Kutuk inoti te'rere (n. desert, wilderness) kureva gwenga. Mamwe mazwi: ngutu (n. people) kureva vanhu.
- Kutuk inoti diko (n. cloud) kureva gore. Mamwe mazwi: jonga (to take away, to lead away, to carry way).
- Kutuk inoti duru (to be sad, to be depressed) kureva kusuruvara. Mamwe mazwi: pajyo kana fajo (far off, remote).
- Kutuk inoti gwiri (n. spine) kureva muzongoza. Mamwe mazwi: nguro (n. child - boy or girl) kureva mwana.
- Kutuk inoti gweya (v. to divide, to distribute.) kureva kugova. Mamwe mazwi: i-ki (over, above).
- Kutuk inoti gwutu ( blunted.) kureva rakagomara. Mamwe mazwi: nake kana loke (bright, pure).
- Kutuk inoti lo'kwe kana na'kwe (n. white, pure, holy) kureva huchena kana kuyera.
- Kutuk inoti lufelle (adj. west) kureva madokero. Mamwe mazwi: east (adj. yure) kureva mabvazuva.
- Kutuk inoti lo'kokwe kana na'kokwe (n. those at the head, the first, the principal, prince, princess).
- Kutuk inoti kiden (n. middle; in the raidst, amidst) kureva pakati. Mamwe mazwi: i-kiden (in tiie middle, among).
- Kutuk inoti kak kana lukak (below, beneath, under, down). Mamwe mazwi: ki (above, on, upon).
- Kutuk inoti kadonge (left) kureva ruboshwe. Mamwe mazwi: lutaten (right) kureva rudyi.
- Kutuk inoti ngerot (before) kureva nechekare, kusati. Mamwe mazwi: kango ( outer, out, outside.).
- Kutuk inoti ni (on this side, here) kureva kudivi rino. Mamwe mazwi: bot ( behind, at the back.).
- Kutuk inoti dingo (near, beside, by, neighbour. Also: didingo) kureva pedyo. Mamwe mazwi: kodio (nearly, almost).
- Kutuk inoti pete kana fete (just, just now, at once). Mamwe mazwi: longga (round, around).
[1].