Mvuu kana ngwindi (kureva hippopotamus) kana kuti ngwindi.

Mutupo chinjirudza

Vayera Mvuu kana Ngwindi, ndivo vayera Dziva. Mhuka ye vayera dziva inaendererana nezvitendero zvevanhu nezvavanazwa kubva kuvakuru vavo, vamwe vanaamboti vayera Dziva vainge vasina kupesanisanwa sokunzi Hove kana Mvuu - vose vaingonzi vayera Dziva. Nyamuhli, Vayera Mvuu vanonzi Dziva Sambiri, kana kungoti Dziva.

Mitauro ye Chibantu chinjirudza