Open main menu

Chokwadi (Truth) zvinoreva chinhu chiripo kana chakaitika mazviro kwazvo, chisiri chekunyepa, kunyengera kana kufungidzira. Vamwe vatauri vanoti zvibvira, idi, kana diko.

TsikaEdit

Jesu vakati, "Ini ndini nzira, zvokwadi, nehupenyu".

Mitauro yeBantuEdit

  • VaLuganda vanoti mazima (n. truth) zvichireva chokwadi.
  • Vatauri veHerero vanoti tyiri (a fact; a true story).
  • Vatauri veHerero vanoti -atyiri (something real; true).
  • Izwi rokuti mtera' kana chedi (truth; things that are real; facts) rinotaurwa mururimi rweChewa.