Kurumbidza
Kurumbidza (to praise) zvinoreva kutaura mashoko ekutenda uye anodudza kunaka kwemunhu, chinhu kana Mwari.
Mazita
chinjirudza- Rumbidzai, Rumbidzwai, Rumbidzaishe, Rumbidzo; Karumbidza sezita.
Mitauro yeBantu
chinjirudza- VaLenje vanoti mulumbi (n. a grateful person, one who praises or flatter) kureva munhu anorumbidza zvakanyanya.
- VaMambwe vanoti -lumba (to extol, praise) kureva kurumbidza. Mazwi Anotodzana: -lumbana (to extol, praise one another).
- VaMambwe vanoti -lumbisya (to make famous, renowned; to glorify, praise very highly) kureva kupa mukurumbira kana kurumbidza.
- VaMambwe vanoti -lumbusya (to cause to be named, mentioned: to cause renown, reputation) kureva kupa mukurumbira.
- VaTonga vanoti kulumba, kulumbaizya kana kulumbula (v. praise, thank, request) kureva kurumbidza.
- VaChewa vanoti kutamanda (to applaud; applause, to praise). Sokuti - nditamanda mfumu wangu - ndinorumbidza Ishe wangu.
- VaChewa vanoti kutama (to praise, to exult with joy). Mazwi Anotodzana: kutama kana kupambanitsa (to glorify).