Munhu
(runangakatsva kubva kuVanhu)
Munhu (kana mundu uye munthu muChindau) chisikwa chakanaka chakasikwa naMwari pazuva rechitanhatu ravakasika denga nenyika nazvose zvirimo.
- Mutsa (humans considered as a group; the human race).
- Munhu paakaya ane mweya usingarovi. Man has this essential quality, he has an immortal soul.
Mitauro ye Chiafurika
chinjirudza- VaLenje vanoti muntu (person) vachireva munhu. VaGungu neMaZulu vanoti bantu (people) vachireva vanhu.
- Lenje vanoti mwana (person) vachireva munhu. Mamwe mazwi: mwanike (child - either boy or girl, son or daughter) vachireva mwana mudiki.
- Lenje vanoti mwanakashi (female person) kureva munhukadzi. Baila vanoti mumi (a living person) kureva munhu mupenyu.
- Lenje vanoti mwanalume (male person, husband) kureva munhurume. Sangho vanoti zo (n. human) kureva munhu.
- Digo vanoti mwanadamu (n. human) kureva munhu. Shilluk vanoti tero (n. people) vachireva vanhu
- VaMambwe vanoti mulawa (n. person, a human being) kureva munhu.