Kugeya (belch) kuburitsa mweya unenge uri mudumbu uchibuda nemukanwa. Izvi zvinoitika kunyanya kana munhu anwa coke kana zvimwe zvinwiwa zvine carbon dioxide.

Mitauro yeBantu chinjirudza