Open main menu

Muchidzidzo Taranyika mapopoma (water fall in English) zvinoreva nzvimbo yokuti rwizi runosvika panzvimbo inodonha nyika apo mvura inodonhawo ichiita mapopoma neruzha.

MuZimbabwe tine mapopoma anoti: Victoria Falls; Mtarazi Falls; Nyangombe Falls neBridal veil.

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGanda vanoti chiri (n. waterfall, rapid, cataract) vachireva mapopoma.
  • VaYao vanoti lilima (to make a roaring sound as water in a rocky stream, or a bush fire) vachireva kuririma kwemvura inoyerera pamabwe kana moto unopisa sango.
 
Mapopoma eIguazu