Kuno
Kuno (here, this side) idudzirachiito rinomirira kuti apa, pano uye panapa kana kunoku. Rinogona kumirira zvimwe zvekuti:
Nziyo
chinjirudza- Panapa rwiyo rwa Lady Bee
Vanhu
chinjirudzaZvimwe
chinjirudza- Pano (caste)
Bhurodhikastin'i
chinjirudza- KUNO TV
- KUNO AM (redhiyo stesheni yekuTexas, America
Mitauro yeBantu
chinjirudza- MaZulu vanoti neno (On this side, here).
- MaZulu vanoti wozani neno (Come over to this side) kureva huya kuno.
- MaZulu vanoti Sahlangana naye eza neno (We met him coming to this side). ) kureva - tasangana naye achiuya kuno.
- MuChiswahili izwi rekuti kuno rinonzi hapa zvichimirira kuti apa.
Mitauro yekunze
chinjirudzaMu Chiindonezhiya izwi rekuti Kuno rinoreva kuti kare (ancient)
Chifiripino kuno zvinoreva kuti kare (ancient) futi.
Mu Chijapani chirevo cheizwi rekuti kuno rinoenderana neKanji inoshandiswa kunyora izwi racho 久乃 (Kuno)
Muenzaniso weKanji ichishandiswa:
Mabviro eruzivo
chinjirudza- ↑ 1.0 1.1 https://japanese-names.info/first_name/kuno/ Yakatariswa: 16 Chikunguru 2021