Mukadzinyina

Izwi rokuti Mukadzinyina rinotaurwa pavakadzi vaviri vakaroorwa mumhuri imwechete, zvichireva kuti varume vavo mukoma nomunin'ina. Nokumwe kutara iziwi iri rinoshanda kureva vakadzi vaviri vakaroorwa nemurume mumwe, kureva kuti vari pabarika.

  • Gadzinyina uhu hukama huripo pakati pevakadzi vari pabarika - zvikurusei zvinetso neshanje dziripo hahukama uhu.
  • Hukama hwakadai huchitaurwa pamusoro pevarume tinoti vakuwashanyina.

Mazwi eBantuEdit

  • VaWanga vanoti nyina (n. mother).
  • Mururimi rweLuwanga vanoti nyina mwana (n. mother of the child).