Shanje, ndurumwa kana godo (envy, jealousy) zvinoreva kurwadziwa nepamusana pokubudirira, kupfuma, kunaka kana kudiwa kweumwe.

Shanje ine divi rinotaurwa rakanakawo, sokuti mukadzi anoita shanje nemurume wake - ipapo pasina chakaipa nokuti kuchengetedza imba yake.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti umona (n. envy, jealousy, greediness) kureva shanje kana makaro.
  • MaZulu vanoti nomona (envious) kureva kuva neshanje.
  • MaZulu vanoti Umona usuka esweni (Envy comes from the eyes, i.e. Seeing is wanting). ·