Makaro
Makaro (greediness) zvinotaura munhu anodisa kudya. Vamwe vatauri vanoti ane madyo kana ane nhafu.
Munhu anoda tunonaka anonzi anoruta.
Mamwe MazwiChinjirudza
- Borongwe kana maporongwe (One who is selfish in sharing food). Zvichireva muruti.
Makaro (greediness) zvinotaura munhu anodisa kudya. Vamwe vatauri vanoti ane madyo kana ane nhafu.
Munhu anoda tunonaka anonzi anoruta.