Chombo Chebasa
(runangakatsva kubva kuChibatiso)
Chombo Chebasa (tool, instrument) zvinoreva combo chinoshandiswa mukuita basa. Mienzaniso inosanganisira badza, mbezo, pinjisi, demo, banga, tsono zvichingodaro.
Mitauro yeBantuChinjirudza
- VaTonga vanoti ciombelo (n. a useful implement, instrument, tool) vachireva chombo chebasa.
- VaTonga vanoti cibelesyo (n. instrument, tool) vachireva chombo chebasa.
- VaBemba vanoti cibombelo (n. a useful implement, instrument, tool) vachireva chombo chebasa.
- VaLubwisi vanoti kikwato (n. tool, instrument) kureva chibatiso.
- Luganda vanoti ekyombo (n. Vessel).
Kuomba, KushandaChinjirudza
Izwi rokuti kuomba rinoreva kushanda kana richitaurwa kuChewa, Lungu neMambwe. Zvichida izwi rokuti chombo rakapfupiswa kubva pana chi-ombo - uye rinotodzana nokuti ku-omba?