Chombo Chebasa

(Redirected from Chombo chebasa)

Chombo Chebasa (tool, instrument) zvinoreva combo chinoshandiswa mukuita basa. Mienzaniso inosanganisira badza, mbezo, pinjisi, demo, banga, tsono zvichingodaro.

Mitauro yeBantuEdit

Kuomba, KushandaEdit

Izwi rokuti kuomba rinoreva kushanda kana richitaurwa kuChewa, Lungu neMambwe. Zvichida izwi rokuti chombo rakapfupiswa kubva pana chi-ombo - uye rinotodzana nokuti ku-omba?