Hammer-1.jpg

Nyundo (hammer in English) zvinoreva turuzi inemupinyi nesimbi inorema kumberi. Nyundo inoshandiswa kukomesa zvipikiri, kupfura simbi, kupaza mudhuri nemamwewo mabasa anoda kurova nechinhu chinorema.

Rimwe zita renyundo rinonzi sandho.

  • Kutsinha (to smite with hammer) zvinoreva kurova nenyundo.
  • Tsinho (an anvil, s sledge hammer of stone used by ancient smiths).

Mitauro yeBantuEdit

  • VaGwere vanoti kukomerera (hammer something so as to drive it in; nail into wood) vachireva kukomera.