Tsinho kana ndudzo (anvil, a heavy block of iron or steel with a smooth, flat top on which metals are shaped by hammering) zvichireva zivhinga guru resimbi panova panopfurirwa zvombo zvesimbi zvakadai sematemo, mapadza, mapfumo kanamapanga.

Mamwe MazwiEdit