Demo

(runangakatsva kubva kuMatemo)

Demo (axe) chombo chinoshandiswa kutema miti kana matanda.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Sanhu kana shanhu (axe) zvinoreva demo.
  • Badzademo (pick-axe) chombo chine demo nebadza pachisoro chimwechete.

Tsumo chinjirudza

  • Chinokanganwa muti asi muti wakatemwa haukanganwi.

Mitauro yeBantu chinjirudza