Kudhirika

Kudhirika (Fall in mass, fall to pieces, fall down as a building, wall, etc.; slide down as avalanche, come down from a height) zvinoreva kuwirira kwechivakwa, tsime kana mugodhi.

Mitauro yeBantuEdit

  • MaZulu vanoti dili (ideo. of falling in mass or in large numbers; pulling down). Mamwe mazwi: diliza (v. Cause to fall down in mass, pull down (as house or wall) kudhiritsa.
  • MaZulu vanoti dili kana amadili (Fall in mass, fall to pieces, fall down as a building, wall, etc.; slide down as avalanche, come down from a height) kureva kudhirika.
  • MaZulu vanoti dilika (v. Fall in mass, fall to pieces, fall down - as a building, wall, etc.; slide down (as avalanche), come down from a height) vachireva kudhirika.
  • Sangho vanoti diringa (v. decline; diminish).