Open main menu

Chinyorwa chino chaukanganidza mazwi anoreva tsumbu.

Chitsumbu cheMazhanje
  • Mwanda (bundle of grass or grain) apa kureva chiswa kana chitsumbu chehuswa.
  • Chitsoko, chimhiko (a bunch, cluster of fruit) zvinoreva chitsumbu chemuchero wakadai semuzambiringa, tsambati kana mimwewo inokura iri zvitsumbu.
  • Dumbu (bunch of flowers - arranged).
  • Tsatsi (small bundle) zvichireva katsumbu kadiki.
  • Chiswa kana mwanda (bundle of grass) zvichireva chitsumbu chehuswa hwakasungwa pamwe sehuya hunoshandiswa kupfirira imba.
  • Svinga (bundle of wood) zvichireva hunt dzakasungwa pamwechete.


Mitauro yeBantuEdit

  • Izwi rokuti muganda (small bundle, heap) rinotarwa mururimi rweLugwere richireva chimwanda.
  • Izwi rokuti umuganda (bundle of sticks, rope etc; wood for the hut) rinotarwa mururimi rweKirundu.
  • Mururimi rweLuwanga vanoti ingore (n. a large bunch of bananas).
  • VaZigula vanoti nkhore (type of berry).