Kuwora, kuvora kana kuora (to rot, spoil) zvinoreva kushata kwechinhu chakadai sechikafu.

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Kuwunda kana kuvunda.
  • Kushisha kunotaurwa pamupunga wakabikwa unenge wagarisa wave kuwora.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza