Kuwora

(runangakatsva kubva kuKuwunda)

Kuwora, kuvora kana kuora (to rot, spoil) zvinoreva kushata kwechinhu chakadai sechikafu.

Mamwe Mazwi Chinjirudza

  • Kuwunda kana kuvunda.
  • Kushisha kunotaurwa pamupunga wakabikwa unenge wagarisa wave kuwora.

Mitauro yeAfrika Chinjirudza