Kuwora
(runangakatsva kubva kuKuora)
Kuwora, kuvora kana kuora (to rot, spoil) zvinoreva kushata kwechinhu chakadai sechikafu.
Mamwe Mazwi
chinjirudzaMitauro yeAfrika
chinjirudza- Bavili vanoti bolë (v. to spoil) kureva kuwora. Mamwe mazwi: bolëkënë (v. to be crippled).
- VaGanda neMaZulu vanoti vunda (to rot; to decay; to go bad; to get spoiled) vachireva chokudya kuwunda kana kuvunda.
- VaHerero vanoti uora kana ora (rot; rotten). VaLozi vanoti -shasha (v.i. to turn sour, to become rancid) - zvichida vanoreva kushisha.
- VaNyungwe vanoti -bvunda (rot) kureva kuwora. VaKagulu vanoti -funda (v. decompose) vachireva kubvurunuka kana kuwunduka?
- Luganda vanoti okuvunda (v. rot, spoil, decay, decompose, corrupt, putrefy) kureva kuwunda.
- Hadiyya inoti shiisha; shiishaalla (adj. sour).